Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI | RUKA 6-7

Iva Nerupo

Iva Nerupo

6:38

Munhu ane rupo anopa nguva yake, simba rake uye zvinhu zvake kuti abatsire uye akurudzire vamwe.

  • Shoko rechiGiriki rakashandurwa kuti “garai muchipa” rinoreva chinhu chinofanira kuramba chichiitwa

  • Kana tiine rupo, vamwe vachadurura muhomwe yedu ‘chiyero chakanaka, chakatsindirwa, chakazunguzirwa uye chinofashukira.’ Mashoko aya anogona kureva tsika yaiitwa nevamwe vatengesi yekuzadza homwe inovapo kana nguo yapetwa