July 23-29
RUKA 12-13
Rwiyo 4 Nemunyengetero
Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)
PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
“Munokosha Kupfuura Shiri Diki Zhinji”: (10 min.)
Ru 12:6—Kunyange shiri diki, Mwari haadzikanganwi ( “shiri duku” tsanangudzo dzemamwe mashoko Ru 12:6 nwtsty)
Ru 12:7—Kunyatsozivikanwa kwatinoitwa naJehovha kunoratidza kuti anotida chaizvo (“kunyange nebvudzi remisoro yenyu rose rakaverengwa” tsanangudzo dzemamwe mashoko Ru 12:7 nwtsty)
Ru 12:7—Jehovha anokoshesa mumwe nemumwe wedu (cl 241 ¶4-5)
Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)
Ru 13:24—Zvakataurwa naJesu zvinorevei? (“Shandai nesimba” tsanangudzo dzemamwe mashoko Ru 13:24 nwtsty )
Ru 13:33—Nemhaka yei Jesu akataura mashoko aya? (“hazvitenderwi” tsanangudzo dzemamwe mashoko Ru 13:33 nwtsty)
Kuverenga Bhaibheri kwevhiki rino kwakudzidzisei nezvaJehovha?
Ndezvipi zvimwe zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?
Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Ru 12:22-40
SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI
Paunodzokera Kechipiri: (3 min. zvichidzika) Shandisa mharidzo yekuenzanisira. Koka munhu wacho kumusangano.
Paunodzokera Kechitatu: (3 min. zvichidzika) Shandisa rugwaro rwaunoda, uye mupe rimwe remabhuku atinoshandisa pakudzidzisa vanhu Bhaibheri.
Chidzidzo cheBhaibheri: (6 min. zvichidzika) lv 184-185 ¶4-5
KURARAMA KWECHIKRISTU
Vangave Vari Kwavo Voga Asi Havana Kukanganwika: (15 min.) Ratidzai vateereri vhidhiyo. Kana yapera, bvunzai mibvunzo iyi:
Matambudziko api akasangana nevaparidzi vatatu?
Jehovha anoratidza sei kuti haana kuvakanganwa?
Chii chiri kubatsira vaparidzi ava kuramba vachishumira Jehovha pasinei nematambudziko avainawo nawo, uye zviri kukurudzirawo sei vamwe?
Zvii zvaungaita kuratidza rudo kune vakwegura uye vakaremara vari muungano yenyu?
Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) jy chits. 30
Kudzokorora Zvadzidzwa Uye Kutaura Zvichadzidzwa Vhiki Rinotevera (3 min.)
Rwiyo 5 Nemunyengetero