Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

KURARAMA KWECHIKRISTU

Mupambadzi Anodzoka

Mupambadzi Anodzoka

ONA VHIDHIYO INONZI MUPAMBADZI ANODZOKA WOZOPINDURA MIBVUNZO INOTEVERA:

  • Chii chinoratidza kuti David akanga ava kurasikirwa neushamwari hwake naJehovha, uye mhuri yake nevakuru vakaedza sei kumubatsira?

  • Hama nahanzvadzi Barker vakaratidza sei kuti vaiva vabereki vakanaka?

  • Vhidhiyo iyi yakudzidzisei nezvezvinhu zvinotevera . . .

    • kunyanya kukoshesa basa?

    • shamwari dzakaipa?

    • kuteerera patinopiwa zano?

    • kuregerera vanenge vapfidza?