PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
“Makomborero Ese Aya . . . Haazobvi Pauri”
Vaya vanoteerera inzwi raJehovha vanowana makomborero akawanda (Dhe 28:1, 3-6; w10 12/15 19 ¶18)
Makomborero aJehovha haazobvi pane vashumiri vake vanomuteerera (Dhe 28:2; w01 9/15 10 ¶2)
Jehovha anoda kuti timuteerere ‘tichipembera uye mwoyo yedu ichifara’ (Dhe 28:45-47; w10 9/15 8 ¶4)
Vashumiri vaJehovha vanomuteerera vanowana makomborero akawanda iye zvino, uye munguva pfupi iri kuuya vachawana makomborero aakavavimbisa.