PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
Mutemo Wairatidza Sei Kuti Jehovha Ane Hanya Nemhuka?
Munhu paaiona mhuka inenge ichida kubatsirwa aifanira kuibatsira (Dhe 22:4; it-1-E 375-376)
Shiri ine manyana yaisafanira kuitirwa utsinye (Dhe 22:6, 7; it-1-E 621 ¶1)
Mhuka mbiri dzakasiyana dzaisafanira kuiswa pajoko pamwe chete (Dhe 22:10; w03 10/15 32 ¶1-2)
Mabatiro atinoita mhuka anokosha kuna Jehovha. Hatifaniri kuitira mhuka utsinye kana kungonakidzwa nekudziuraya.—Zvi 12:10