August 23-29
DHEUTERONOMI 29-30
Rwiyo 3 Nemunyengetero
Mashoko Ekusuma (1 min.)
PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
“Tinogona Kushumira Jehovha”: (10 min.)
Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (10 min.)
Dhe 29:4—Ndezvipi zvakaitwa nevaIsraeri zvatisingafaniri kutevedzera? (it-1-E 665 ¶3)
Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino zvine chekuita naJehovha, ushumiri kana kuti zvimwewo?
Kuverenga Bhaibheri: (4 min.) Dhe 29:1-18 (th chidzidzo 2)
SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI
Paunoona Munhu Kekutanga: (3 min.) Tanga nemharidzo yekuenzanisira. Musiyire kadhi rejw.org. (th chidzidzo 1)
Paunodzokera: (4 min.) Tanga nemharidzo yekuenzanisira. Taura naye nezvekudzidza Bhaibheri, uye ita seuri kumuratidza vhidhiyo inonzi Zvidzidzo zveBhaibheri Zvinoitwa Sei? (asi usamuratidza vhidhiyo yacho.) (th chidzidzo 6)
Chidzidzo cheBhaibheri: (5 min.) lvs 226-227 ¶3-5 (th chidzidzo 13)
KURARAMA KWECHIKRISTU
“Tinogona Kuva Neushingi”: (15 min.) Kukurukura nevateereri. Ratidzai vateereri vhidhiyo inonzi Tevedzera Vanhu Vaiva Neushingi, Kwete Makwara!
Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) rr chits. 12 ¶15-21
Mashoko Ekugumisa (3 min.)
Rwiyo 90 Nemunyengetero