Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

Tinogona Kushumira Jehovha

Tinogona Kushumira Jehovha

Tinogona kudzidza mirayiro yaMwari uye kuiteerera (Dhe 30:11-14; w09 11/1 31 ¶2)

Jehovha akapa mumwe nemumwe wedu chipo chekuti asarudze mararamiro aanoda kuita (Dhe 30:15; w09 11/1 31 ¶1)

Jehovha anoda kuti tisarudze upenyu (Dhe 30:19; w09 11/1 31 ¶4)

Tinogona kushumira Jehovha kana tichivimba naye kuti atitungamirire uye kuti atipe simba.