August 30–September 5
DHEUTERONOMI 31-32
Rwiyo 78 Nemunyengetero
Mashoko Ekusuma (1 min.)
PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
“Zvatinodzidza Pamifananidzo Iri Murwiyo Rwakafemerwa”: (10 min.)
Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (10 min.)
Dhe 31:12—Vabereki vechiKristu vangashandisa sei zano iri? (w04 9/15 27 ¶11)
Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino zvine chekuita naJehovha, ushumiri kana kuti zvimwewo?
Kuverenga Bhaibheri: (4 min.) Dhe 32:36-52 (th chidzidzo 2)
SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI
Paunoona Munhu Kekutanga: (3 min.) Tanga nemharidzo yekuenzanisira. Paridzira munhu ambotanga asingadi kuparidzirwa. (th chidzidzo 3)
Paunodzokera: (4 min.) Tanga nemharidzo yekuenzanisira. Ita kuti zvamuri kukurukura zvienderane nasaimba wacho, uye muratidze rugwaro rwakakodzera. (th chidzidzo 12)
Hurukuro: (5 min.) w07 5/15 15-16—Musoro: Vana Vako Vanoona Zvaunoita! (th chidzidzo 16)
KURARAMA KWECHIKRISTU
Dzidza Pamienzaniso Yakanaka Yevaya Vari Kutungamirira: (15 min.) Kukurukura nevateereri. Ratidzai vateereri vhidhiyo inonzi ‘Yeukai Vari Kukutungamirirai’ (VaH 13:7). Kana mapedza, bvunzai vateereri kuti: Tinodzidzei pane vanhu vanotevera T. J. Sullivan? George Gangas? Karl Klein? Daniel Sydlik?
Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) rr chits. 13 ¶1-6, vhidhiyo yekusuma
Mashoko Ekugumisa (3 min.)
Rwiyo 128 Nemunyengetero