Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

Mutemo Wairatidza Sei Kuti Jehovha Ane Hanya Nevanhukadzi?

Mutemo Wairatidza Sei Kuti Jehovha Ane Hanya Nevanhukadzi?

Murume aisafanira kuita basa rechiuto achisiya mudzimai wake mugore rekutanga aroora (Dhe 24:5; it-2-E 1196 ¶4)

Paiva neurongwa hwekuti chirikadzi dziwane zvadzinoda pakurarama (Dhe 24:19-21; it-1-E 963 ¶2)

Chirikadzi dzainge dzisina vana dzaikwanisa kuroorwazve kuti dzive nevana (Dhe 25:5, 6; w11 3/1 23)

ZVIBVUNZE KUTI, ‘Ndingaratidza sei kuti ndine hanya uye ndinoremekedza vanhukadzi vemumhuri mangu uye vemuungano?’