July 12-18
DHEUTERONOMI 13-15
Rwiyo 38 Nemunyengetero
Mashoko Ekusuma (1 min.)
PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
“Mutemo Wairatidza Sei Kuti Jehovha Ane Hanya Nevarombo?”: (10 min.)
Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (10 min.)
Dhe 14:21—Tinodzidzei pakurambidzwa kwaiitwa neMutemo kubika mbudzana nemukaka waamai vayo? (w06 4/1 31)
Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino zvine chekuita naJehovha, ushumiri kana kuti zvimwewo?
Kuverenga Bhaibheri: (4 min.) Dhe 13:1-18 (th chidzidzo 5)
SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI
Vhidhiyo Yepaunodzokera: (5 min.) Kukurukura nevateereri. Ratidzai vhidhiyo yakanzi Paunodzokera: Kutambura—1Jo 5:19. Misai vhidhiyo yacho pese pane chiratidzo chekuimisa uye bvunzai mibvunzo inobuda pavhidhiyo yacho.
Paunodzokera: (3 min.) Shandisa mharidzo yekuenzanisira. (th chidzidzo 6)
Paunodzokera: (5 min.) Tanga nemharidzo yekuenzanisira. Ipa saimba chimwe chezviri muBhokisi reMaturusi Ekudzidzisa. (th chidzidzo 11)
KURARAMA KWECHIKRISTU
“Musambozvidya Mwoyo”: (15 min.) Kukurukura nevateereri. Ratidzai vhidhiyo inonzi Rudo Harumboperi Pasinei . . . Neurombo—Congo.
Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) rr chits. 10 ¶13-17, bhokisi 10B uye 10C
Mashoko Ekugumisa (3 min.)
Rwiyo 71 Nemunyengetero