July 26–August 1
DHEUTERONOMI 19-21
Rwiyo 141 Nemunyengetero
Mashoko Ekusuma (1 min.)
PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
“Upenyu Hwemunhu Hunokosha Kuna Jehovha”: (10 min.)
Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (10 min.)
Dhe 21:19—Nei dare raiitirwa pagedhi reguta? (it-1-E 518 ¶1)
Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino zvine chekuita naJehovha, ushumiri kana kuti zvimwewo?
Kuverenga Bhaibheri: (4 min.) Dhe 19:1-14 (th chidzidzo 10)
SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI
Paunoona Munhu Kekutanga: (3 min.) Tanga nemharidzo yekuenzanisira. Paridzira munhu ambotanga asingadi kuparidzirwa. (th chidzidzo 12)
Paunodzokera: (4 min.) Tanga nemharidzo yekuenzanisira. Ita seuri kumuratidza vhidhiyo inonzi Nei Uchifanira Kudzidza Bhaibheri? (asi usamuratidza vhidhiyo yacho.) (th chidzidzo 6)
Chidzidzo cheBhaibheri: (5 min.) bhs 138 ¶8 (th chidzidzo 13)
KURARAMA KWECHIKRISTU
“Famba Panzira Yako Wakachengeteka”: (15 min.) Kukurukura nevateereri. Ratidzai vhidhiyo yacho mobvunza vateereri mibvunzo inotevera: Nei tichifanira kuita zvinhu zvisina ngozi? Zvinhu zvipi zvatinofanira kuita kuti tive vakachengeteka?
Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) rr chits. 11 ¶9-17
Mashoko Ekugumisa (3 min.)
Rwiyo 108 Nemunyengetero