July 5-11
DHEUTERONOMI 11-12
Rwiyo 40 Nemunyengetero
Mashoko Ekusuma (1 min.)
PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
“Jehovha Anoda Kuti Vanhu Vake Vamunamate Sei?”: (10 min.)
Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (10 min.)
Dhe 11:29—Vhesi iyi inogona kunge yakazadziswa sei? (it-1-E 925-926)
Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino zvine chekuita naJehovha, ushumiri kana kuti zvimwewo?
Kuverenga Bhaibheri: (4 min.) Dhe 11:1-12 (th chidzidzo 2)
SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI
“Wedzera Mufaro Wako Muushumiri—Nzwira Vanhu Tsitsi”: (8 min.) Kukurukura nevateereri.Ratidzai vateereri vhidhiyo inonzi Wana Mufaro Pakuita Kuti Vanhu Vave Vadzidzi—Vandudza Unyanzvi Hwako—Kunzwira Vanhu Tsitsi.
Vhidhiyo Yepaunoona Munhu Kekutanga: (4 min.) Kukurukura nevateereri. Ratidzai vhidhiyo Yepaunoona Munhu Kekutanga: Kutambura—Jak 1:13. Misai vhidhiyo yacho pese pane chiratidzo chekuimisa, uye bvunzai mibvunzo inobuda pavhidhiyo yacho.
Paunoona Munhu Kekutanga: (2 min.) Shandisa mharidzo yekuenzanisira. (th chidzidzo 1)
KURARAMA KWECHIKRISTU
Zvemuungano Yenyu: (15 min.)
Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) rr chits. 10 ¶8-12, bhokisi 10A
Mashoko Ekugumisa (3 min.)
Rwiyo 72 Nemunyengetero