Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

Jehovha Anoda Kuti Vanhu Vake Vamunamate Sei?

Jehovha Anoda Kuti Vanhu Vake Vamunamate Sei?

VaIsraeri vaifanira kuteerera Jehovha, kumuda, uye kumushumira nemwoyo yavo yese uye nemweya yavo yese (Dhe 11:13; it-2-E 1007 ¶4)

Zvinhu zvese zvine chekuita nekunamata kwenhema zvaifanira kuparadzwa zvachose (Dhe 12:2, 3)

Munhu wese aifanira kunamata ari panzvimbo inenge yasarudzwa naJehovha (Dhe 12:11-14; it-1-E 84 ¶3)

Jehovha anoda kuti vanhu vake vamunamate nemweya wese, vasiyane nezvinhu zvese zvine chekuita nekunamata kwenhema, uye vabatane.