SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI
Mharidzo Dzekuenzanisira
Paunoona Munhu Kekutanga
Mubvunzo: Mwari akasikirei vanhu?
Rugwaro: Ge 1:28
Pekuzotangira: Tinoziva sei kuti Mwari achazadzisa chinangwa chaakasikira vanhu?
Paunodzokera
Mubvunzo: Tinoziva sei kuti Mwari achazadzisa chinangwa chaakasikira vanhu?
Rugwaro: Isa 55:11
Pekuzotangira: Upenyu huchange hwakaita sei Mwari paachazadzisa chinangwa chake?