August 1-7
1 MADZIMAMBO 1-2
Rwiyo 98 Nemunyengetero
Mashoko Ekusuma (1 min.)
PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
“Unodzidza Kubva Pane Zvaunokanganisa Here?”: (10 min.)
Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (10 min.)
1Mad 2:37, 41-46—Tinodzidzei pakukanganisa kwakaita Shimei? (w05 7/1 30 ¶1)
Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino zvine chekuita naJehovha, ushumiri kana kuti zvimwewo?
Kuverenga Bhaibheri: (4 min.) 1Mad 1:28-40 (th chidzidzo 2)
SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI
Paunoona Munhu Kekutanga: (3 min.) Shandisa nyaya iri mumharidzo yekuenzanisira. Ipa munhu wacho kadhi rejw.org. (th chidzidzo 11)
Paunodzokera: (4 min.) Tanga nenyaya iri mumharidzo yekuenzanisira. Ita seuri kuratidza munhu wacho vhidhiyo inonzi Chii Chinoitwa paImba yoUmambo? (asi usamuratidza vhidhiyo yacho) wobva wamukoka kumisangano yedu. (th chidzidzo 20)
Hurukuro: (5 min.) km 1/15 2 ¶1-3—Musoro: Dzidza Kune Vaya Vari Kubudirira Muushumiri. (th chidzidzo 13)
KURARAMA KWECHIKRISTU
“Ronga Zvaunoda Kuzoita Mugore Rebasa Riri Kuuya—Zadza Fomu Rekupinda Chikoro Chevazivisi Vemashoko eUmambo”: (7 min.) Kukurukura nevateereri. Ratidzai vhidhiyo inonzi Pinda Suo Rebasa Uine Kutenda—Zadza Fomu Rekupinda Chikoro Chevazivisi Vemashoko eUmambo.
“Ronga Zvaunoda Kuzoita Mugore Rebasa Riri Kuuya—Batsira Pakuvaka Zvivakwa Zvesangano”: (8 min.) Kukurukura nevateereri. Ratidzai vhidhiyo inonzi Pinda Suo Rebasa Uine Kutenda—Batsira Pakuvaka Zvivakwa Zvesangano.
Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) lff chidzidzo 14
Mashoko Ekugumisa (3 min.)
Rwiyo 24 Nemunyengetero