Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

Unodzidza Kubva Pane Zvaunokanganisa Here?

Unodzidza Kubva Pane Zvaunokanganisa Here?

[Ratidzai vhidhiyo inonzi Kusuma Bhuku ra1 Madzimambo.]

Adhonija akaratidzwa ngoni pashure pekunge amboruka mazano ekunyengedza vanhu achiitira kuti azova mambo (1Mad 1:5, 52, 53; it-2-E 987 ¶4)

Adhonija haana kudzidza kubva pane zvaakakanganisa uye izvozvo zvakaita kuti zvinhu zvizomuipira (1Mad 2:15-17, 22, 23; it-1-E 49)

Munhu akachenjera anodzidza kubva pane zvaanokanganisa. Chakatonyanya kunaka ndechekuti anodzidza kubva pane zvinokanganiswa nevamwe.—1VaK 10:11.