August 15-21
1 MADZIMAMBO 5-6
Rwiyo 122 Nemunyengetero
Mashoko Ekusuma (1 min.)
PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
“Vakashanda Nesimba Pakuvaka Nekuti Vaida Jehovha”: (10 min.)
Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (10 min.)
1Mad 6:1—Vhesi iyi inotidzidzisei nezveBhaibheri? (g 7/12 25, bhokisi)
Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino zvine chekuita naJehovha, ushumiri kana kuti zvimwewo?
Kuverenga Bhaibheri: (4 min.) 1Mad 5:1-12 (th chidzidzo 12)
SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI
Paunoona Munhu Kekutanga: (3 min.) Tanga kukurukura nemumwe munhu uchishandisa peji yekupedzisira yebhurocha raRarama Nekusingaperi Uchifara! Ronga kuzomushanyira zvakare kuti muzopindura mubvunzo uri pachidzidzo 01. (th chidzidzo 11)
Paunodzokera: (4 min.) Enda unoona munhu wawakapa bhurocha raRarama Nekusingaperi Uchifara! womuratidza kuti tinodzidza sei Bhaibheri nevanhu. (th chidzidzo 2)
Chidzidzo cheBhaibheri: (5 min.) lff chidzidzo 06 pfungwa 5 (th chidzidzo 9)
KURARAMA KWECHIKRISTU
Kuona Ruoko rwaMwari Pakuvaka Dzimba dzeUmambo: (15 min.) Ratidzai vateereri vhidhiyo iyi. Kana yapera bvunzai kuti: Zvii zvinoratidza kuti Jehovha aikomborera mabasa ekuvaka Dzimba dzeUmambo kuMicronesia? Mweya mutsvene unobatsira sei hama kuti dziite mabasa ekuvaka zvivakwa zvinoshandiswa pakunamata? Zvii zvawakaona zvinoratidza kuti Jehovha akakomborera mabasa ekuvaka awakashandawo paari?
Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) lff chidzidzo 16
Mashoko Ekugumisa (3 min.)
Rwiyo 20 Nemunyengetero