August 29–September 4
1 MADZIMAMBO 8
Rwiyo 41 Nemunyengetero
Mashoko Ekusuma (1 min.)
PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
“Munyengetero waSoromoni Waibva Pasi Pemwoyo Uye Wairatidza Kuzvininipisa”: (10 min.)
Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (10 min.)
1Mad 8:27—Soromoni akanga asingarevi kuti kudii? (it-1-E 1060 ¶4)
Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino zvine chekuita naJehovha, ushumiri kana kuti zvimwewo?
Kuverenga Bhaibheri: (4 min.) 1Mad 8:31-43 (th chidzidzo 12)
SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI
Paunoona Munhu Kekutanga: (3 min.) Tanga nenyaya iri mumharidzo yekuenzanisira. Ipa saimba chimwe chezviri muBhokisi reMaturusi Ekudzidzisa. (th chidzidzo 1)
Paunodzokera: (4 min.) Tanga nenyaya iri mumharidzo yekuenzanisira wobva wapa munhu wacho bhurocha raRarama Nekusingaperi Uchifara! Ita seuri kumuratidza vhidhiyo inonzi Zvidzidzo zveBhaibheri Zvinoitwa Sei? (asi usamuratidza vhidhiyo yacho.) (th chidzidzo 15)
Hurukuro: (5 min.) km 5/10 2—Musoro: Vashumiri VechiKristu Vanofanira Kunyengetera. (th chidzidzo 14)
KURARAMA KWECHIKRISTU
“Uri Kuona Here Kupindurwa Kuri Kuitwa Minyengetero Yako?”: (15 min.) Kukurukura nevateereri. Ratidzai vateereri vhidhiyo inonzi Jehovha “Munzwi Wemunyengetero.”
Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) lff chidzidzo 18 pfungwa 1-5
Mashoko Ekugumisa (3 min.)
Rwiyo 107 Nemunyengetero