August 8-14
1 MADZIMAMBO 3-4
Rwiyo 88 Nemunyengetero
Mashoko Ekusuma (1 min.)
PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
“Kukosha Kunoita Uchenjeri”: (10 min.)
Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (10 min.)
Kuverenga Bhaibheri: (4 min.) 1Mad 3:1-14 (th chidzidzo 5)
SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI
Paunoona Munhu Kekutanga: (3 min.) Tanga nenyaya iri mumharidzo yekuenzanisira. Udza munhu wacho nezvezvidzidzo zveBhaibheri zvatinoitisa uye mupe kadhi rekosi yeBhaibheri. (th chidzidzo 1)
Paunodzokera: (4 min.) Tanga nenyaya iri mumharidzo yekuenzanisira wobva wapa munhu wacho bhurocha raRarama Nekusingaperi Uchifara! Ita seuri kumuratidza vhidhiyo inonzi Zvidzidzo zveBhaibheri Zvinoitwa Sei? (asi usamuratidza vhidhiyo yacho.) (th chidzidzo 3)
Chidzidzo cheBhaibheri: (5 min.) lff chidzidzo 06 pfungwa 4 (th chidzidzo 12)
KURARAMA KWECHIKRISTU
Zvemuungano Yenyu: (10 min.)
Ronga Zvaunoda Kuzoita Mugore Rebasa Riri Kuuya—Ipa Nemwoyo Wese: (5 min.) Kukurukura nevateereri. Ratidzai vhidhiyo inonzi Pinda Suo Rebasa Uine Kutenda—“Isa Parutivi Chimwe Chinhu” Kuti Utsigire Basa raJehovha. Kana yapera bvunzai kuti: Mhuri iyi yakapa nemwoyo wese munzira dzipi?
Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) lff chidzidzo 15 uye mamwe mashoko 2
Mashoko Ekugumisa (3 min.)
Rwiyo 14 Nemunyengetero