Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

Kukosha Kunoita Uchenjeri

Kukosha Kunoita Uchenjeri

Soromoni akakumbira Jehovha kuti amupe uchenjeri (1Mad 3:7-9; w11 12/15 8 ¶4-6)

Jehovha akafadzwa nechikumbiro chaSoromoni (1Mad 3:10-13)

Kukoshesa kwaiita Soromoni uchenjeri hunobva kuna Mwari kwakaita kuti vaIsraeri vagare zvakanaka, vasina chekutya (1Mad 4:25)

Kuva neuchenjeri kunoreva kuva neruzivo nezveimwe nyaya, wonyatsoinzwisisa, uye woshandisa zvaunoziva kuita zvisarudzo zvakanaka. Uchenjeri hunokosha kupfuura goridhe. (Zvi 16:16) Kuti tiwane uchenjeri, tinofanira kutya Mwari, kuzvininipisa, kuva nemwero, kunyatsodzidza Shoko rake uye kumukumbira kuti atipe uchenjeri hwacho.