July 11-17
2 SAMUERI 20-21
Rwiyo 62 Nemunyengetero
Mashoko Ekusuma (1 min.)
PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
“Jehovha ndiMwari Anoita Zvakarurama”: (10 min.)
Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (10 min.)
2Sa 21:15-17—Nyaya iyi inotidzidzisei? (w13 1/15 31 ¶14)
Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino zvine chekuita naJehovha, ushumiri kana kuti zvimwewo?
Kuverenga Bhaibheri: (4 min.) 2Sa 20:1-13 (th chidzidzo 2)
SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI
Vhidhiyo Yepaunodzokera: (5 min.) Kukurukura nevateereri. Ratidzai vateereri vhidhiyo yakanzi Paunodzokera: Chinangwa chaMwari—Isa 55:11. Misai vhidhiyo yacho pese pane chiratidzo chekuimisa, uye bvunzai mibvunzo inobuda pavhidhiyo yacho.
Paunodzokera: (3 min.) Tanga nenyaya iri mumharidzo yekuenzanisira. Muudze nezveurongwa hwatiinahwo hwekudzidza nevanhu Bhaibheri uye mupe kadhi rekosi yeBhaibheri. (th chidzidzo 4)
Paunodzokera: (5 min.) Tanga nenyaya iri mumharidzo yekuenzanisira. Ipa munhu wacho bhurocha raRarama Nekusingaperi Uchifara! wobva wamuratidza madzidziro atinoita Bhaibheri nevanhu. (th chidzidzo 11)
KURARAMA KWECHIKRISTU
“Ronga Zvaunoda Kuzoita Mugore Rebasa Riri Kuuya—Tamira Kunodiwa Vaparidzi Vakawanda”: (10 min.) Kukurukura nevateereri. Ratidzai vhidhiyo inonzi Pinda Suo Rebasa Uine Kutenda—Tamira Kunodiwa Vaparidzi Vakawanda.
“Kushandisa Kwatingaita Mharidzo Dzekuenzanisira”: (5 min.) Hurukuro inopiwa nemutariri weMusangano weUshumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu.
Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) lff chidzidzo 12
Mashoko Ekugumisa (3 min.)
Rwiyo 3 Nemunyengetero