July 18-24
2 SAMUERI 22
Rwiyo 4 Nemunyengetero
Mashoko Ekusuma (1 min.)
PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
“Vimba naJehovha Uye Achakubatsira”: (10 min.)
Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (10 min.)
2Sa 22:36—Kuzvininipisa kwaJehovha kwakaita sei kuti Dhavhidhi ave mukuru? (w12 11/15 17 ¶7)
Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino zvine chekuita naJehovha, ushumiri kana kuti zvimwewo?
Kuverenga Bhaibheri: (4 min.) 2Sa 22:33-51 (th chidzidzo 10)
SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI
Paunoona Munhu Kekutanga: (3 min.) Tanga nenyaya iri mumharidzo yekuenzanisira. Ipa saimba chimwe chezviri muBhokisi reMaturusi Ekudzidzisa. (th chidzidzo 1)
Paunodzokera: (4 min.) Tanga nenyaya iri mumharidzo yekuenzanisira wobva wapa munhu wacho bhurocha raRarama Nekusingaperi Uchifara! Ita seuri kumuratidza vhidhiyo inonzi Zvidzidzo zveBhaibheri Zvinoitwa Sei? (asi usamuratidza vhidhiyo yacho.) (th chidzidzo 3)
Hurukuro: (5 min.) w06 8/15 21 ¶7-8—Musoro: Satani Ndiye Anokonzera Njodzi Imwe Neimwe Inotiwira Here? (th chidzidzo 13)
KURARAMA KWECHIKRISTU
Farira Mabasa aJehovha Ekuponesa: (5 min.) Kukurukura nevateereri. Ratidzai vateereri vhidhiyo iyi. Kana yapera, bvunzai kuti: Jehovha akabatsira sei mhuri yaHama Ganeshalingam panguva yehondo yakaitika muSri Lanka? Zvakaitika kwavari zvinosimbisa sei kutenda kwako?
Zvemuungano Yenyu: (10 min.)
Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) lff chikamu 1 kudzokorora
Mashoko Ekugumisa (3 min.)
Rwiyo 60 Nemunyengetero