PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
Vimba naJehovha Uye Achakubatsira
Jehovha anonzwa patinochema kwaari (2Sa 22:7)
Jehovha ane simba kupfuura vavengi vese (2Sa 22:14-18; cl 19 ¶11)
Jehovha akavimbika uye anotibatsira (2Sa 22:26; w10 6/1 26 ¶4-6)
Jehovha anokwanisa kubvisa matambudziko edu. Asi kakawanda kacho, anotibatsira kutsungirira achishandisa mweya wake mutsvene, Shoko rake, uye hama nehanzvadzi dzedu dzechiKristu. (Pis 55:22) Zvii zvatingaita kuti tibatsirwe naMwari?