July 25-31
2 SAMUERI 23-24
Rwiyo 76 Nemunyengetero
Mashoko Ekusuma (1 min.)
PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
“Uri Kubvuma Kurasikirwa Nezvimwe Zvinhu Kuti Upe Jehovha Here?”: (10 min.)
Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (10 min.)
2Sa 23:15-17—Nei Dhavhidhi akaramba kunwa mvura yaakanga apiwa? (w05 5/15 19 ¶6)
Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino zvine chekuita naJehovha, ushumiri kana kuti zvimwewo?
Kuverenga Bhaibheri: (4 min.) 2Sa 23:1-12 (th chidzidzo 11)
SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI
Paunoona Munhu Kekutanga: (3 min.) Tanga kukurukura nemumwe munhu uchishandisa peji yekupedzisira yebhurocha raRarama Nekusingaperi Uchifara! Ronga kuzomushanyira zvakare kuti muzokurukura chidzidzo 01. (th chidzidzo 9)
Paunodzokera: (4 min.) Enda unoona munhu wawakapa bhurocha raRarama Nekusingaperi Uchifara! womuratidza kuti tinodzidza sei Bhaibheri nevanhu. (th chidzidzo 3)
Chidzidzo cheBhaibheri: (5 min.) lff pfupiso yechidzidzo 05, kudzokorora, uye edza izvi (th chidzidzo 19)
KURARAMA KWECHIKRISTU
Ipa Chibayiro Nemwoyo Wese (Pis 54:6): (9 min.) Ratidzai vhidhiyo iyi.
Iva Shamwari yaJehovha—Kuzvipira: (6 min.) Kukurukura nevateereri. Ratidzai vhidhiyo iyi. Kana muungano menyu muine vana, kumbirai vana vamakatosarudza kare kuti vauye kuchikuva, movabvunza kuti: Sarudzai naKuda vakazvipira kuita sei? Zvakaitwa naJesu zvakabatsira sei Kuda? Zvii zvawakazvipira kuitira Jehovha nevamwe?
Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) lff chidzidzo 13 uye mamwe mashoko 1
Mashoko Ekugumisa (3 min.)
Rwiyo 32 Nemunyengetero