July 4-10
2 SAMUERI 18-19
Rwiyo 138 Nemunyengetero
Mashoko Ekusuma (1 min.)
PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
“Bhazirai Aiva Nemwero”: (10 min.)
Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (10 min.)
2Sa 19:24-30—Muenzaniso waMefibhosheti ungatisimbisa sei? (w20.04 30 ¶19)
Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino zvine chekuita naJehovha, ushumiri kana kuti zvimwewo?
Kuverenga Bhaibheri: (4 min.) 2Sa 19:31-43 (th chidzidzo 2)
SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI
Vhidhiyo Yepaunoona Munhu Kekutanga: (5 min.) Kukurukura nevateereri. Ratidzai vhidhiyo yakanzi Paunoona Munhu Kekutanga: Chinangwa chaMwari—Ge 1:28. Misai vhidhiyo yacho pese pane chiratidzo chekuimisa, uye bvunzai mibvunzo inobuda pavhidhiyo yacho.
Paunoona Munhu Kekutanga: (3 min.) Tanga nenyaya iri mumharidzo yekuenzanisira. * Paridzira munhu ambotanga asingadi kuparidzirwa. (th chidzidzo 1)
Hurukuro: (5 min.) w21.08 23-25 ¶15-19—Musoro: Tingaitei Kana Tiine Zvinangwa Zvatisingakwanisi Kuzadzisa Panguva Ino? (th chidzidzo 20)
KURARAMA KWECHIKRISTU
“Ronga Zvaunoda Kuzoita Mugore Rebasa Riri Kuuya—Kupayona”: (15 min.) Kukurukura nevateereri. Ratidzai vhidhiyo inonzi Iva Neushingi . . . Piyona.
Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) lff chidzidzo 11
Mashoko Ekugumisa (3 min.)
Rwiyo 97 Nemunyengetero