Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

Ezra achiverengera vanhu Mutemo uye achirumbidza Jehovha

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

“Mufaro waJehovha Ndiyo Nhare Yenyu”

“Mufaro waJehovha Ndiyo Nhare Yenyu”

Vanhu vakaungana kuti vanzwe Ezra achiverenga Mutemo (Ne 8:1, 2; w13 10/15 21 ¶2; ona mufananidzo uri pakavha)

Iyi yaifanira kuva nguva yekufara vachinamata Jehovha, kwete yekuchema nemhaka yezvivi zvavakanga vaita kare (Ne 8:9, 11, 12)

Mufaro waJehovha inhare inodzivirira vanhu vake (Ne 8:10; w07 7/15 22 ¶9-10)

ZVIBVUNZE KUTI, ‘Kunyange zvazvo ndiine matambudziko andiinawo, zvinhu zvipi zvinofanira kuita kuti ndifare?’