August 21-27
NEHEMIYA 10-11
Rwiyo 37 Nemunyengetero
Mashoko Ekusuma (1 min.)
PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
“Vakabvuma Kurasikirwa Nezvimwe Zvinhu Kuti Vaite Kuda kwaJehovha”: (10 min.)
Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (10 min.)
Ne 10:34—Nei vanhu vakarayirwa kuti vaunze huni kuimba yaMwari? (w06 2/1 11 ¶1)
Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino zvine chekuita naJehovha, ushumiri kana kuti zvimwewo?
Kuverenga Bhaibheri: (4 min.) Ne 10:28-39 (th chidzidzo 5)
SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI
Paunoona Munhu Kekutanga: (3 min.) Tanga nenyaya iri mumharidzo yekuenzanisira. Koka munhu wacho kumisangano, uye ita seuri kumuratidza vhidhiyo inonzi Chii Chinoitwa paImba yoUmambo? mokurukura zvirimo (asi usamuratidza vhidhiyo yacho). (th chidzidzo 1)
Paunodzokera: (4 min.) Tanga nenyaya iri mumharidzo yekuenzanisira. Mupe bhurocha raRarama Nekusingaperi Uchifara! mokurukura muchidimbu chikamu chakanzi “Zvaungaita Kuti Unyatsobatsirwa Nezvidzidzo zveBhaibheri Zviri Mubhuku Rino.” (th chidzidzo 4)
Hurukuro: (5 min.) w11 2/15 15-16 ¶12-15—Musoro: Zvibayiro Zvinofadza Mwari Mazuva Ano. (th chidzidzo 20)
KURARAMA KWECHIKRISTU
“Une Zvinangwa Zvipi Mugore Rebasa Idzva?”: (10 min.) Kukurukura nevateereri.
“Mushandirapamwe Unokosha Wekuzivisa nezveUmambo hwaMwari Muna September!”: (5 min.) Hurukuro inopiwa nemutariri webasa. Itai kuti vanhu vave nechido chekuita mushandirapamwe uye taurai zvakarongwa neungano yenyu.
Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) lff chidzidzo 55 pfungwa 1-4
Mashoko Ekugumisa (3 min.)
Rwiyo 92 Nemunyengetero