Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

Vakabvuma Kurasikirwa Nezvimwe Zvinhu Kuti Vaite Kuda kwaJehovha

Vakabvuma Kurasikirwa Nezvimwe Zvinhu Kuti Vaite Kuda kwaJehovha

Dzimwe mhuri dzakakumbirwa kuti dzitamire muJerusarema dzichisiya misha yadzo neminda (Ne 11:1; w98 10/15 22 ¶13)

Vaya vakabvuma kusiya zvinhu zvavo vakawana makomborero (Ne 11:2; w86-E 2/15 26)

Makomborero atinopiwa naJehovha anopfuura nekure chero chii zvacho chatingarasikirwa nacho (Mar 3:10; w16.04 8 ¶15)

ZVIBVUNZE KUTI, ‘Makomborero api andakawana nemhaka yekuti ndakazvipira kusiya zvimwe zvinhu kuti ndishumire Jehovha?’