August 28–September 3
NEHEMIYA 12-13
Rwiyo 34 Nemunyengetero
Mashoko Ekusuma (1 min.)
PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
“Ratidza Kuti Wakavimbika Kuna Jehovha Paunosarudza Shamwari” (10 min.)
Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (10 min.)
Ne 13:10—Sezvo vaimbi vepatemberi vaivawo vaRevhi, nei vakanyorwa pavo vega? (it-2-E 452 ¶9)
Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino zvine chekuita naJehovha, ushumiri kana kuti zvimwewo?
Kuverenga Bhaibheri: (4 min.) Ne 12:27-39 (th chidzidzo 2)
SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI
Paunoona Munhu Kekutanga: (3 min.) Tanga nenyaya iri mumharidzo yekuenzanisira. Udza munhu wacho nezvewebsite yedu uye musiyire kadhi rejw.org. (th chidzidzo 16)
Paunodzokera: (4 min.) Tanga nenyaya iri mumharidzo yekuenzanisira. Udza munhu wacho nezvekosi yeBhaibheri yatinoitisa uye musiyire kadhi rekosi yeBhaibheri. (th chidzidzo 3)
Chidzidzo cheBhaibheri: (5 min.) lff chidzidzo 11 pfupiso, kudzokorora, uye edza izvi (th chidzidzo 20)
KURARAMA KWECHIKRISTU
Zvemuungano Yenyu: (5 min.)
“Tevedzera Rudo Rusingachinji rwaJehovha”: (10 min.) Kukurukura nevateereri uye kuona vhidhiyo.
Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) lff chidzidzo 55 pfungwa 5 uye pfupiso, kudzokorora uye edza izvi
Mashoko Ekugumisa (3 min.)
Rwiyo 84 Nemunyengetero