Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

Ratidza Kuti Wakavimbika Kuna Jehovha Paunosarudza Shamwari

Ratidza Kuti Wakavimbika Kuna Jehovha Paunosarudza Shamwari

VaAmoni nevaMoabhi vaisabvumirwa ‘kupinda muungano’ nekuti vakanga vapikisa vanhu vaMwari (Ne 13:1, 2; it-1-E 95 ¶5)

Mupristi Mukuru Eriyashibhi akabvumira muAmoni kuti ashandise imba yekudyira yepatemberi (Ne 13:4, 5; w13 8/15 4 ¶5-6)

Nehemiya akaratidza kuvimbika kuna Jehovha paakaita kuti muvengi waMwari asaramba achishandisa imba yekudyira yepatemberi (Ne 13:7-9)

Kana tikasarudza shamwari dzisingadi Jehovha, tinenge tiri kuratidza kuti takavimbika kuna Jehovha here?—w96 3/15 16 ¶6.

ZVIBVUNZE KUTI, ‘Jehovha anonzwa sei neshamwari dzandiinadzo?’