Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

Zvakaitwa naEzra Zvakaita Kuti Jehovha Akudzwe

Zvakaitwa naEzra Zvakaita Kuti Jehovha Akudzwe

Ezra akabvumira kuti Shoko raMwari rinyure mumwoyo make uye akaita zvaaidzidza mariri (Ezr 7:10; w00 10/1 14 ¶8)

Ezra akabatsira vamwe kuti vaone uchenjeri hwaMwari (Ezr 7:25; si 76 ¶5)

Nemhaka yekuti akazvininipisa pamberi paMwari, Ezra aiva nechokwadi chekuti Jehovha aizomutungamirira uye aizomudzivirira (Ezr 8:21-23; it-1-E 1158 ¶4)

Nemhaka yekuti Ezra akaratidza kuti aiva neuchenjeri hwaibva kuna Mwari, mambo akamupa mabasa anokosha. Isuwo tinogona kuita kuti Jehovha akudzwe nemararamiro edu, sezvakaitwa naEzra.

ZVIBVUNZE KUTI, ‘Ndinorarama zvinoenderana nemitemo yaMwari here zvekuti vanhu vasiri Zvapupu vanondiremekedza?’