July 17-23
EZRA 9-10
Rwiyo 89 Nemunyengetero
Mashoko Ekusuma (1 min.)
PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
“Marwadzo Anokonzerwa Nekusateerera”: (10 min.)
Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (10 min.)
Ezr 10:44—Nei vana vakaendeswa pamwe chete navanaamai vavo? (w06 1/15 20 ¶2)
Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino zvine chekuita naJehovha, ushumiri kana kuti zvimwewo?
Kuverenga Bhaibheri: (4 min.) Ezr 9:1-9 (th chidzidzo 2)
SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI
Paunoona Munhu Kekutanga: (3 min.) Shandisa turakiti rakanzi Kutambura Kuchazombopera Here? kuti usume nyaya iri mumharidzo yekuenzanisira. (th chidzidzo 13)
Paunodzokera: (4 min.) Tanga nenyaya iri mumharidzo yekuenzanisira. Koka munhu wacho kumisangano, uye ita seuri kumuratidza vhidhiyo inonzi Chii Chinoitwa paImba yoUmambo? mokurukura zvirimo (asi usamuratidza vhidhiyo yacho). (th chidzidzo 6)
Chidzidzo cheBhaibheri: (5 min.) lff chidzidzo 11 sumo uye pfungwa 1-3 (th chidzidzo 14)
KURARAMA KWECHIKRISTU
Kuteerera Kunotichengetedza (2 VaT. 1:8): (15 min.) Kukurukura nevateereri. Ratidzai vhidhiyo yacho. Kana yapera bvunzai kuti: Chii chichaitika Amagedhoni isati yatanga?
Kuteerera kunotibatsira sei iye zvino?
Kuteerera kwakabatana papi nehondo yeAmagedhoni?
Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) lff chidzidzo 50 pfungwa 6-7, pfupiso, kudzokorora uye edza izvi
Mashoko Ekugumisa (3 min.)
Rwiyo 133 Nemunyengetero