Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

Marwadzo Anokonzerwa Nekusateerera

Marwadzo Anokonzerwa Nekusateerera

Vamwe vaIsraeri vakaroora vakadzi vainamata zvidhori (Ezr 9:1, 2; w06 1/15 20 ¶1)

Havana kuteerera mitemo yaJehovha iyo yainge yakajeka (Ezr 9:10-12)

Kusateerera kwavo kwakaita kuti ivo nemhuri dzavo varwadziwe zvikuru (Ezr 10:10, 11, 44)

Mitemo yese yatinopiwa naJehovha inotibatsira. (w09 10/1 10 ¶6) Kuteerera kunoita kuti tisazvirwadzisa iye zvino uye kunoita kuti tizowana makomborero akawanda mune ramangwana.

ZVIBVUNZE KUTI, ‘Kuteerera Jehovha kwakandibatsira sei kuti ndisazvipinza mumatambudziko?’