Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

July 24-30

NEHEMIYA 1-2

July 24-30
  • Rwiyo 47 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (1 min.)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • Ndakabva Ndangonyengetera”: (10 min.)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (10 min.)

    • Ne 2:4—Aka ndiko kaiva kekutanga here kuti Nehemiya anyengetere nezvenyaya iyi, uye tinodzidzei? (w86-E 2/15 25)

    • Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino zvine chekuita naJehovha, ushumiri kana kuti zvimwewo?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min.) Ne 2:11-20 (th chidzidzo 2)

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 44

  • Iva Shamwari yaJehovha—Jehovha Anopindura Minyengetero Here?: (15 min.) Kukurukura nevateereri. Ratidzai vhidhiyo yacho. Kana yapera bvunzai kuti: Vhidhiyo iyi inotidzidzisei nezvemunyengetero?

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) lff chidzidzo 51

  • Mashoko Ekugumisa (3 min.)

  • Rwiyo 102 Nemunyengetero