July 3-9
EZRA 4-6
Rwiyo 148 Nemunyengetero
Mashoko Ekusuma (1 min.)
PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
‘Musavhiringa Basa Iroro’: (10 min.)
Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (10 min.)
Ezr 6:13—Nei mashoko ekuti ‘Mhiri kweRwizi,’ achikosha? (w93 6/15 32 ¶3-5)
Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino zvine chekuita naJehovha, ushumiri kana kuti zvimwewo?
Kuverenga Bhaibheri: (4 min.) Ezr 4:8-24 (th chidzidzo 5)
SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI
Vhidhiyo Yepaunoona Munhu Kekutanga: (5 min.) Kukurukura nevateereri. Ratidzai vhidhiyo yakanzi Paunoona Munhu Kekutanga: Kutambura—Jak 1:13. Misai vhidhiyo yacho pese pane chiratidzo chekuimisa, uye bvunzai mibvunzo inobuda pavhidhiyo yacho.
Paunoona Munhu Kekutanga: (4 min.) Tanga nenyaya iri mumharidzo yekuenzanisira. Muudze nezvewebsite yedu uye musiyire kadhi rejw.org. (th chidzidzo 1)
Paunoona Munhu Kekutanga: (4 min.) Tanga nenyaya iri mumharidzo yekuenzanisira. Udza munhu wacho nezvekosi yeBhaibheri yatinoitisa uye musiyire kadhi rekosi yeBhaibheri. (th chidzidzo 9)
KURARAMA KWECHIKRISTU
‘Kutsigira Mashoko Akanaka Nekushandisa Mutemo Kuitira Kuti Asarambidzwa’: (15 min.) Kukurukura nevateereri uye kuona vhidhiyo.
Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) lff chidzidzo 49 pfungwa 6 pfupiso, kudzokorora, uye edza izvi
Mashoko Ekugumisa (3 min.)
Rwiyo 130 Nemunyengetero