July 31–August 6
NEHEMIYA 3-4
Rwiyo 143 Nemunyengetero
Mashoko Ekusuma (1 min.)
PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
“Unozviona Seunokosha Zvekutadza Kuita Mabasa Anotarisirwa Pasi Here?”: (10 min.)
Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (10 min.)
Ne 4:17, 18—Munhu aigona sei kuita basa rekuvaka neruoko rumwe chete? (w06 2/1 9 ¶1)
Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino zvine chekuita naJehovha, ushumiri kana kuti zvimwewo?
Kuverenga Bhaibheri: (4 min.) Ne 3:15-24 (th chidzidzo 2)
SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI
Paunoona Munhu Kekutanga: (3 min.) Tanga nenyaya iri mumharidzo yekuenzanisira. Paridzira munhu ambotanga asingadi kuparidzirwa. (th chidzidzo 3)
Paunodzokera: (4 min.) Kurukurai zviri papeji yekupedzisira yebhurocha raRarama Nekusingaperi Uchifara! Muudze nezvezvidzidzo zveBhaibheri zvatinoitisa womubvunza kuti anoda kudzidza Bhaibheri here. (th chidzidzo 12)
Hurukuro: (5 min.) km 11/12 1—Musoro: Fadzwa Nekushanda Kwako Nesimba. (th chidzidzo 10)
KURARAMA KWECHIKRISTU
Kushanda neZvapupu zvaJehovha: (8 min.) Kukurukura nevateereri. Ratidzai vhidhiyo yacho. Kana yapera bvunzai kuti: Sezvataona muvhidhiyo iyi, mabatiro atinozviita tiri kubasa anobatsira sei kuti vanhu vafarire chokwadi?
Zvemuungano Yenyu: (7 min.)
Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) lff chidzidzo 52
Mashoko Ekugumisa (3 min.)
Rwiyo 29 Nemunyengetero