PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
Unozviona Seunokosha Zvekutadza Kuita Mabasa Anotarisirwa Pasi Here?
Mupristi mukuru nehama dzake havana kuzviona sevainyanya kukosha zvekuti vangatadza kuitawo basa rekuvakazve masvingo eJerusarema (Ne 3:1)
Vamwe varume vakakurumbira havana kuda “kuzvininipisa” kuti vaite basa racho (Ne 3:5; w06 2/1 10 ¶1)
Vakadzi vaitya Mwari vakazvipira kuitawo basa iri rinorema uye raiva nengozi (Ne 3:12; w19.10 23 ¶11)
Mabasa akawanda anoitwa muungano anoda kushanda nesimba uye anotarisirwa pasi nevamwe. Dzimwe nguva mabasa aya anoitwa usingatomboonekwi nevamwe.—w04 8/1 18 ¶16.
ZVIBVUNZE KUTI, ‘Ndinonzwa sei pandinonzi ndiite mabasa akadaro ndichitsigira umambo?’—1VaK 9:23.