Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

August 12-18

PISAREMA 73-74

August 12-18

Rwiyo 36 Nemunyengetero | Mashoko Ekusuma (1 min.)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

1. Tingaita Sei Kana Tichiitira Shanje Vaya Vasingashumiri Mwari?

(10 min.)

Tinogona kutanga kuitira shanje vaya vasingashumiri Mwari (Pis 73:​3-5; w20.12 19 ¶14)

Tinokwanisa kunyatsoona zvinhu sezvazviri kana tikanamata Jehovha takabatana nehama nehanzvadzi (Pis 73:17; Zvi 18:1; w20.12 19 ¶15-16)

Vaya vasingashumiri Mwari vari “panotsvedza”; asi vaya vanoshumira Mwari ‘vachakudzwa’ (Pis 73:​18, 19, 24; w14 4/15 4 ¶5; w13 2/15 25-26 ¶3-5)

2. Kuchera Pfuma muShoko raMwari

(10 min.)

  • Pis 74:​13, 14—Mhuka inonzi “Revhiatani” ingangodaro iri chii? (it-2-E 240)

  • Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?

3. Kuverenga Bhaibheri

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

4. Kutanga Kukurukura Nevanhu

(3 min.) KUPARIDZA ZVISINA KURONGWA. Tsvaga mukana wekuudza mumwe munhu waunozivana naye chimwe chinhu chawakadzidza pamusangano wauchangobva kupinda. (lmd chidzidzo 2 pfungwa 4)

5. Kudzokera Kuvanhu Vakaratidza Kufarira

(4 min.) KUPARIDZA MUNZVIMBO DZINOWANIKA VANHU VAKAWANDA. Muudze nezvezvidzidzo zveBhaibheri zvatinoitisa womuratidza kuti tinodzidza sei. (lmd chidzidzo 8 pfungwa 3)

6. Kutsanangura Zvaunotenda

(5 min.) Hurukuro. ijwbq 89—Musoro: Zvitendero Zvese Zvakanaka Here? (th chidzidzo 14)

KURARAMA KWECHIKRISTU

Rwiyo 72

7. Zvemuungano Yenyu

(15 min.)

8. Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano

Mashoko Ekugumisa (3 min.) | Rwiyo 98 Nemunyengetero