Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

August 19-25

PISAREMA 75-77

August 19-25

Rwiyo 120 Nemunyengetero | Mashoko Ekusuma (1 min.)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

1. Nei Tisingafaniri Kuzvirumbidza?

(10 min.)

Mwari haafariri vaya vanozvirumbidza (Pis 75:4; 1Ti 3:6; w18.01 28 ¶4-5)

Basa rese kana ropafadzo yatinopiwa muungano, chipo chatisingakodzeri kuwana chinobva kuna Jehovha (Pis 75:​5-7; w06 7/15 11 ¶3)

Vaya vanodada sezvinoita vatungamiriri venyika vanozvikudza vachaninipiswa naJehovha (Pis 76:12)

2. Kuchera Pfuma muShoko raMwari

(10 min.)

  • Pis 76:10—“Hasha dzemunhu” dzingaita sei kuti Jehovha arumbidzwe? (w06 7/15 11 ¶4)

  • Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?

3. Kuverenga Bhaibheri

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

4. Kutanga Kukurukura Nevanhu

(3 min.) KUPARIDZA ZVISINA KURONGWA. Ita seuri kuratidza munhu imwe vhidhiyo iri pajw.org mumutauro waanofarira, mokurukura zvirimo (asi usamuratidza vhidhiyo yacho). (lmd chidzidzo 1 pfungwa 4)

5. Kutanga Kukurukura Nevanhu

(4 min.) PAIMBA NEIMBA. Chinja mharidzo yako saimba paanotaura kuti vatungamiriri vezvitendero vakawanda havaiti zvavanodzidzisa. (lmd chidzidzo 2 pfungwa 5)

6. Kuita Kuti Vanhu Vave Vadzidzi

KURARAMA KWECHIKRISTU

Rwiyo 127

7. Ramba Wakavimbika Paunorumbidzwa

(7 min.) Kukurukura nevateereri.

Ratidzai VHIDHIYO inonzi Iva Akavimbika Sezvakanga Zvakaita Jesu—Paunorumbidzwa, mobvunza vateereri kuti:

  • Zvii zvamadzidza pane zvaitwa naSergei paarumbidzwa?

8. Mushandirapamwe Unokosha Wekutanga Zvidzidzo zveBhaibheri Muna September Tichishandisa Rarama Nekusingaperi Uchifara!

(8 min.) Hurukuro inopiwa nemutariri webasa. Taurai nenzira ichaita kuti vanhu vave nechido chekuita mushandirapamwe uye zvamuchaita kuti mupedze ndima yenyu.

9. Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano

Mashoko Ekugumisa (3 min.) | Rwiyo 95 Nemunyengetero