Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

July 1-7

PISAREMA 57-59

July 1-7

Rwiyo 148 Nemunyengetero | Mashoko Ekusuma (1 min.)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

Mambo Sauro nevarume vaaiva navo pashure pekunge vatadza kubata Dhavhidhi

1. Jehovha Anovhiringidza Zvirongwa Zvevanhu Vanopikisa Vanhu Vake

(10 min.)

Dhavhidhi aitofanira kuhwanda Mambo Sauro (1Sa 24:3; Pis 57, mashoko ekusuma)

Jehovha akavhiringidza zvirongwa zvevanhu vaivenga Dhavhidhi (1Sa 24:​7-10, 17-22; Pis 57:3)

Kazhinji zvinoitwa nevavengi vevanhu vaMwari zvinovadzokera (Pis 57:6; bt 220-221 ¶14-15)

ZVIBVUNZE KUTI, ‘Ndingaratidza sei kuti ndinovimba naJehovha pandinenge ndichipikiswa?’—Pis 57:2.

2. Kuchera Pfuma muShoko raMwari

(10 min.)

  • Pis 57:7—Tingaitei kuti tive nemwoyo wakasimba? (w23.07 18-19 ¶16-17)

  • Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?

3. Kuverenga Bhaibheri

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

4. Usaneta—Pauro Akazviratidza Sei?

(7 min.) Kukurukura nevateereri. Ratidzai VHIDHIYO yacho, mokurukura lmd chidzidzo 7 pfungwa 1-2.

5. Usaneta—Tevedzera Pauro

KURARAMA KWECHIKRISTU

Rwiyo 65

6. Zvemuungano Yenyu

(15 min.)

7. Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano

Mashoko Ekugumisa (3 min.) | Rwiyo 78 Nemunyengetero