July 15-21
PISAREMA 63-65
Rwiyo 108 Nemunyengetero | Mashoko Ekusuma (1 min.)
1. “Rudo Rwenyu Rusingachinji Runopfuura Upenyu”
(10 min.)
Kuva neushamwari hwepedyo naMwari kunokosha kupfuura upenyu (Pis 63:3; w01 10/15 15-16 ¶17-18)
Kufungisisa nezvekuratidza kunoita Jehovha rudo rusingachinji kunoita kuti tiwedzere kumuda (Pis 63:6; w19.12 28 ¶4; w15 10/15 24 ¶7)
Kuonga rudo rusingachinji rwaMwari kunoita kuti timurumbidze tichifara (Pis 63:4, 5; w09 7/15 16 ¶6)
ZVAMUNOGONA KUITA PAKUNAMATA KWEMHURI: Kurukurai kuti Jehovha akakuratidzai rudo rusingachinji munzira dzipi.
2. Kuchera Pfuma muShoko raMwari
(10 min.)
-
Pis 64:3—Vhesi iyi inotibatsira sei kuti tigare tichitaura zvinokurudzira? (w07 11/15 15 ¶6)
-
Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?
3. Kuverenga Bhaibheri
(4 min.) Pis 63:1–64:10 (th chidzidzo 12)
4. Kutanga Kukurukura Nevanhu
(2 min.) PAIMBA NEIMBA. Saimba haagoni kutaura mutauro wako. (lmd chidzidzo 3 pfungwa 4)
5. Kutanga Kukurukura Nevanhu
(2 min.) KUPARIDZA ZVISINA KURONGWA. Munosvika pakupedza kutaura usati wamuparidzira. (lmd chidzidzo 2 pfungwa 4)
6. Kutanga Kukurukura Nevanhu
(3 min.) KUPARIDZA MUNZVIMBO DZINOWANIKA VANHU VAKAWANDA. Cherechedza kuti inyaya ipi inofarirwa nemunhu wacho, woronga kuti muzokurukura zvakare. (lmd chidzidzo 1 pfungwa 5)
7. Kutsanangura Zvaunotenda
(4 min.) Muenzaniso. ijwfq 51—Musoro: Nei Zvapupu zvaJehovha Zvichiparidzira Vanhu Vakamboti “Hatifariri Zvamunoparidza”? (lmd chidzidzo 4 pfungwa 3)
Rwiyo 154
8. Tingaratidza Sei Kuti Tinoda Mwari?
(15 min.) Kukurukura nevateereri.
Jehovha “azere nerudo rusingachinji.” (Pis 86:15) Mashoko ekuti “rudo rusingachinji” anoreva rudo runobva pakuzvipira, kuperera, kuvimbika, uye kuda munhu zvakadzama. Kunyange zvazvo Jehovha achiratidza rudo kuvanhu vese, anoratidza “rudo rusingachinji” kuvashumiri vake chete, kureva vaya vane ushamwari hwepedyo naye. (Pis 33:18; 63:3; Joh 3:16; Mab 14:17) Tinoratidza kuti tinotenda rudo rwaJehovha rusingachinji nekumudawo. Tinozviita nekuteerera mirayiro yake, kusanganisira wekuita kuti ‘vanhu vave vadzidzi.’—Mt 28:19; 1Jo 5:3.
Ratidzai VHIDHIYO inonzi Ratidza Rudo Rusingaperi Muushumiri, mobvunza vateereri kuti:
Rudo ruchaita sei kuti tiudze vamwe mashoko akanaka patinenge
-
takaneta?
-
tichipikiswa?
-
tichiita mabasa edu ezuva nezuva?
9. Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano
(30 min.) bt chits. 12 ¶14-20