Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

July 8-14

PISAREMA 60-62

July 8-14

Rwiyo 2 Nemunyengetero | Mashoko Ekusuma (1 min.)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

1. Jehovha Anotidzivirira, Anotichengetedza Uye Anotitsigisa

(10 min.)

Jehovha akaita seshongwe yakasimba (Pis 61:3; it-2-E 1118 ¶7)

Jehovha anotigamuchira kuti tive vaenzi mutende rake (Pis 61:4; it-2-E 1084 ¶8)

Jehovha akaita sedombo (Pis 62:2; w02 4/15 16 ¶14)


ZVIBVUNZE KUTI, ‘Kuziva Jehovha uye kuvimba naye kwavandudza sei upenyu hwangu?’

2. Kuchera Pfuma muShoko raMwari

(10 min.)

  • Pis 62:11—Nei zvichinzi “simba nderaMwari”? (w06 6/1 11 ¶7)

  • Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?

3. Kuverenga Bhaibheri

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

4. Kutanga Kukurukura Nevanhu

(3 min.) KUPARIDZA ZVISINA KURONGWA. Tanga kukurukura nemunhu anenge akuitira chimwe chinhu chakanaka. (lmd chidzidzo 2 pfungwa 3)

5. Kudzokera Kuvanhu Vakaratidza Kufarira

(4 min.) PAIMBA NEIMBA. Udza munhu wacho nezveJW Library® uye muratidze kuti anoiisa sei pafoni, tablet kana pakombiyuta yake. (lmd chidzidzo 7 pfungwa 4)

6. Hurukuro

(5 min.) w22.02 4-5 ¶7-10—Musoro: Vimba naJehovha Paunopiwa Mirayiridzo. (th chidzidzo 20)

KURARAMA KWECHIKRISTU

Rwiyo 12

7. Hapana ‘Chingatiparadzanisa Nerudo rwaMwari’

(10 min.) Kukurukura nevateereri.

Ratidzai VHIDHIYO yacho mobvunza vateereri kuti:

  • Jehovha akabatsira sei Hama Nyirenda pavaitambudzwa?

8. Iva Shamwari yaJehovha—Zvaunofanira Kuita Kuti Uzobhabhatidzwa

(5 min.) Kukurukura nevateereri. Ratidzai VHIDHIYO yacho. Kana zvichiita, itai kuti vana vamakatosarudza vauye kuchikuva movabvunza kuti: Chii chinonyanya kudiwa kuti munhu azobhabhatidzwa? Ndezvipi zvimwe zvinofanira kuitwa nemunhu kuti azobhabhatidzwa?

9. Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano

Mashoko Ekugumisa (3 min.) | Rwiyo 63 Nemunyengetero