June 20- 26
MAPISAREMA 45-51
Rwiyo 67 Nemunyengetero
Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)
PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
“Jehovha Haazozvidzi Mwoyo Wakaputsika”: (10 min.)
Pis 51:1-4—Dhavhidhi akarwadziwa zvikuru nekuti ainge atadzira Jehovha (w93 3/15 10-11 ¶9-13)
Pis 51:7-9—Dhavhidhi aida kuregererwa naJehovha kuti avezve nemufaro waaimbova nawo (w93 3/15 12-13 ¶18-20)
Pis 51:10-17—Dhavhidhi aiziva kuti Jehovha anoregerera munhu anenge apfidza nemwoyo wose (w15 6/15 14 ¶6; w93 3/15 14-17 ¶4-16)
Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)
Pis 45:4—Chokwadi chinonyanya kukosha chinofanira kudzivirirwa ndechipi? (w14 2/15 5 ¶11)
Pis 48:12, 13—Mavhesi aya anotikurudzira kuitei? (w15 7/15 9 ¶13)
Ndinodzidzei nezvaJehovha kubva pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?
Ipfungwa dzipi dziri pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino dzandinogona kushandisa muushumiri?
Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Pis 49:10–50:6
SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI
Paunoona Munhu Kekutanga: (2 min. zvichidzika) g16.3 peji 10-11
Paunodzokera: (4 min. zvichidzika) g16.3 peji 10-11
Chidzidzo cheBhaibheri: (6 min. zvichidzika) fg chidzidzo 3 ¶1—Pedzisa nekumuudza kuti unoda kumuratidza vhidhiyo iri pajw.org inonzi Who Is the Author of the Bible? asi usabva wamuratidza.
KURARAMA KWECHIKRISTU
Rwiyo 98
“Umambo Hwava Nemakore 100 Uye Hucharamba Huchitonga”: (15 min.) Mibvunzo nemhinduro. Tangai nekuratidza vateereri vhidhiyo iri pajw.org inonzi Umambo Hwava Nemakore 100 Uye Hucharamba Huchitonga kubva painotangira mogumira panongobuda mashoko akanzi “Photo-Drama of Creation.” (Endai pakanzi MABHUKU NEZVIMWEWO > MAVHIDHIYO.)
Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) ia chits. 18 ¶1-13
Kudzokorora Zvadzidzwa Uye Kutaura Zvichadzidzwa Vhiki Rinotevera (3 min.)
Rwiyo 109 Nemunyengetero