June 27– July 3
MAPISAREMA 52-59
Rwiyo 38 Nemunyengetero
Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)
PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
“Kanda Mutoro Wako Pana Jehovha”: (10 min.)
Pis 55:2, 4, 5, 16-18—Zvimwe zvinhu zvaiitika muupenyu hwaDhavhidhi zvaiita kuti ashushikane zvakanyanya (w06 6/1 11 ¶3; w96 4/1 27 ¶2)
Pis 55:12-14—Dhavhidhi akapandukirwa nemwanakomana wake uye neshamwari yake yaaivimba nayo (w96 4/1 30 ¶1)
Pis 55:22—Dhavhidhi aiva nechokwadi chokuti Jehovha aizomubatsira (w06 6/1 11 ¶4; w99 3/15 22-23)
Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)
Pis 56:8—Mashoko okuti “isai misodzi yangu muhombodo yenyu” anorevei? (w09 6/1 29 ¶1; w08 10/1 26 ¶3)
Pis 59:1, 2—Zvakaitika kuna Dhavhidhi zvinotidzidzisawo chii nezvekunyengetera? (w08 3/15 14 ¶13)
Ndinodzidzei nezvaJehovha kubva pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?
Ipfungwa dzipi dziri pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino dzandinogona kushandisa muushumiri?
Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Pis 52:1–53:6
SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI
Paunoona Munhu Kekutanga: (2 min. zvichidzika) Mupe turakiti. Muratidze QR code iri papeji yekupedzisira.
Paunodzokera: (4 min. zvichidzika) Dzokera kunoona munhu akafarira turakiti rawakamupa.
Chidzidzo cheBhaibheri: (6 min. zvichidzika) fg chidzidzo 3 ¶2-3—Pedzisa nekumuudza kuti unoda kumuratidza vhidhiyo iri pajw.org inonzi Tingaziva Sei Kuti Bhaibheri Rinobva Kuna Mwari? asi usabva wamuratidza.
KURARAMA KWECHIKRISTU
Rwiyo 56
Zvomuungano yenyu: (7 min.)
“Mwari Ndiye Mubatsiri Wangu”: (8 min.) Kukurukurirana. Itai kuti vanhu vakawanda vapindure mibvunzo iripo kuitira kuti vose vabatsirwe nemhinduro dzichapiwa nehama nehanzvadzi. (VaR 1:12) Kurudzirai vaparidzi kushandisa bhuku raKutsvakurudza kuti vawane rubatsiro muShoko raMwari pavanosangana nematambudziko.
Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) ia chits. 18 ¶14-21 uye kudzokorora chitsauko chacho
Kudzokorora Zvadzidzwa Uye Kutaura Zvichadzidzwa Vhiki Rinotevera (3 min.)
Rwiyo 121 Nemunyengetero