Vabereki vekuSouth Africa vachidzidzisa vana vavo

PUROGIRAMU YEUSHUMIRI HWEDU UYE KURARAMA KWECHIKRISTU June 2018

Mharidzo Dzekuenzanisira

Mharidzo dzekuenzanisira dzinotaura nezveuprofita hweBhaibheri uye mazuva ekupedzisira.

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

Jesu Akazadzisa Uprofita

Zviitiko zviri pasi apa zvakazadzisa uprofita hupi?

KURARAMA KWECHIKRISTU

Nyatsotevera Tsoka dzaKristu

Jesu akatisiyira muenzaniso wekutevedzera patinosangana nemiedzo kana kuti patinotambudzwa.

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

Tevedzera Kuzvininipisa kwaMariya

Kuzvininipisa kwaMariya kwakaita kuti Jehovha amupe basa raikosha risina mumwe akamboripiwa, uye hakuna achazomboripiwazve.

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

Vechidiki—Muri Kukura Pakunamata Here?

Jesu aikoshesa zvinhu zvekunamata uye airemekedza vabereki vake. Ungamutevedzera sei?

KURARAMA KWECHIKRISTU

Vabereki, Batsirai Vana Venyu Kuti Varambe Vachishumira Jehovha

Munogona kubatsira vana venyu kushumira Mwari nekuvadzidzisa pese pamunowana mukana.

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

Kunda Miedzo Sezvakaitwa naJesu

Jesu akashandisa chombo chipi chine simba kukunda miedzo mitatu inowanzoshandiswa naSatani?

KURARAMA KWECHIKRISTU

Zvaunofanira Kungwarira Pakushandisa Social Network

Social network inogona kukubatsira kana kuti kukupinza muna taisireva. Shandisa mazano anobva muShoko raMwari kuti ungwarire mashandisiro aunoiita.