Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

Mharidzo Dzekuenzanisira

Mharidzo Dzekuenzanisira

●○○ PAUNOONA MUNHU KEKUTANGA

Mubvunzo: Tingaziva sei zvichange zvakaita ramangwana?

Rugwaro: Isa 46:10

Pekuzotangira: Ndezvipi zvakataurwa neBhaibheri zvatiri kuona zvichizadzika?

○●○ PAUNODZOKERA KEKUTANGA

Mubvunzo: Ndezvipi zvakataurwa neBhaibheri zvatiri kuona zvichizadzika?

Rugwaro: Mt 24:6, 7, 14

Pekuzotangira: Kana “kuguma” kwaitika, chii chichazotevera?

○○● PAUNODZOKERA KECHIPIRI

Mubvunzo: Kana “kuguma” kwaitika, chii chichazotevera?

Rugwaro: Zva 21:4

Pekuzotangira: Zvinhu izvi zvataurwa neBhaibheri zvichazoitikira kupi?