June 18-24
RUKA 2-3
Rwiyo 133 Nemunyengetero
Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)
PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
“Vechidiki—Muri Kukura Pakunamata Here?”: (10 min.)
Ru 2:41, 42—Jesu akaenda nevabereki vake kumutambo wePaseka waiitwa gore negore (“vabereki vake vaiwanzoenda” tsanangudzo dzemamwe mashoko Ru 2:41, nwtsty)
Ru 2:46, 47—Jesu akateerera vatungamiriri vechitendero uye akavabvunza mibvunzo (“nokuvabvunza,” “vakaramba vachishamiswa” tsanangudzo dzemamwe mashoko Ru 2:46, 47, nwtsty)
Ru 2:51, 52—Jesu “akaramba achizviisa pasi” pevabereki vake uye akaramba achidiwa naMwari nevanhu (“akaramba achizviisa pasi” tsanangudzo dzemamwe mashoko Ru 2:51, nwtsty)
Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)
Ru 2:14—Vhesi iyi inorevei? (“uye panyika rugare ngaruve pavanhu vaanotendera,” “pavanhu vaanotendera” tsanangudzo dzemamwe mashoko Ru 2:14, nwtsty)
Ru 3:23—Ndiani aiva baba vaJosefa? (wp16.3 9 ¶1-3)
Kuverenga Bhaibheri kwevhiki rino kwakudzidzisei nezvaJehovha?
Ndezvipi zvimwe zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?
Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Ru 2:1-20
SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI
Paunoona Munhu Kekutanga: (2 min. zvichidzika) Shandisa mharidzo yekuenzanisira. Munhu wacho anombotanga achiramba.
Vhidhiyo Yepaunodzokera Kechipiri: (5min.) Ratidzai vateereri vhidhiyo yacho mokurukura zvirimo.
Hurukuro: (6 min. zvichidzika) w14 2/15 26-27—Musoro: Zvikonzero Zvipi Zvaiita Kuti vaJudha Vomunguva yaJesu ‘Vatarisire’ Kuuya kwaMesiya?
KURARAMA KWECHIKRISTU
“Vabereki, Batsirai Vana Venyu Kuti Varambe Vachishumira Jehovha”: (15 min.) Kukurukurirana. Ratidzai vateereri vhidhiyo inonzi Vakashandisa Mikana Yese.
Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) jy chits. 25
Kudzokorora Zvadzidzwa Uye Kutaura Zvichadzidzwa Vhiki Rinotevera (3 min.)
Rwiyo 17 Nemunyengetero