June 25–July 1
RUKA 4-5
Rwiyo 37 Nemunyengetero
Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)
PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
“Kunda Miedzo Sezvakaitwa naJesu”: (10 min.)
Ru 4:1-4—Jesu haana kukundwa nekuchiva kwenyama (w13 8/15 25 ¶8)
Ru 4:5-8—Jesu haana kunyengedzwa nekuchiva kwemaziso (w13 8/15 25 ¶10)
Ru 4:9-12—Jesu haana kukundwa nemuedzo wekuda kushamisira [Ratidzai vateereri vhidhiyo inonzi Rusvingo Rwetemberi.] (nwtsty mapikicha nemavhidhiyo; w13 8/15 26 ¶12)
Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)
Ru 4:17—Chii chinoratidza kuti Jesu ainyatsoziva Shoko raMwari? (“mupumburu womuprofita Isaya” tsanangudzo dzemamwe mashoko Ru 4:17, nwtsty)
Ru 4:25—Nzara yakaitika kwenguva yakareba sei mumazuva aEriya? (“kwemakore matatu nemwedzi mitanhatu” tsanangudzo dzemamwe mashoko Ru 4:25, nwtsty)
Kuverenga Bhaibheri kwevhiki rino kwakudzidzisei nezvaJehovha?
Ndezvipi zvimwe zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?
Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Ru 4:31-44
SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI
Paunodzokera Kechipiri: (3 min. zvichidzika) Shandisa mharidzo yekuenzanisira. Musiyire kadhi reJW.ORG.
Paunodzokera Kechitatu: (3 min. zvichidzika) Shandisa rugwaro rwaunoda, uye mupe rimwe remabhuku atinoshandisa pakudzidzisa vanhu Bhaibheri.
Chidzidzo cheBhaibheri: (6 min. zvichidzika) jl chidzidzo 28
KURARAMA KWECHIKRISTU
“Zvaunofanira Kungwarira Pakushandisa Social Network”: (15 min.) Kukurukurirana. Ratidzai vateereri vhidhiyo inonzi Chenjerera Pakushandisa Social-Network.
Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) jy chits. 26
Kudzokorora Zvadzidzwa Uye Kutaura Zvichadzidzwa Vhiki Rinotevera (3 min.)
Rwiyo 105 Nemunyengetero