Hama nehanzvadzi dzekuMyanmar dzichitandara

PUROGIRAMU YEUSHUMIRI HWEDU UYE KURARAMA KWECHIKRISTU June 2019

Mharidzo Dzekuenzanisira

Mharidzo dzekuenzanisira dzinotaura zvatingaita kuti tizowana makomborero mune remangwana.

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

“Mufananidzo” Une Zvaunoreva Kwatiri

Sara naHagari vaimiririrei? Sungano itsva ingakubatsira sei?

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

Urongwa hwaJehovha Uye Chinangwa Chahwo

Urongwa hwaJehovha uye ungaita sei kuti uhutsigire?

KURARAMA KWECHIKRISTU

Zvii Zvaungaita Kuti Kuverenga Bhaibheri Kunyatsokubatsira?

Zvii zvimwe zvingakubatsira kuti uvandudze madzidziro aunoita Bhaibheri?

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

“Pfekai Zvipfeko Zvakakwana Zvemurwi Zvinobva Kuna Mwari”

VaKristu masoja. Chii chiri pamufananidzo mumwe nemumwe uye chinomiririrei?

KURARAMA KWECHIKRISTU

Jehovha Anoti Kudii?

Ungaita sei kuti urambe uchinzwisisa zvinhu zvinodiwa naJehovha uye woita zvaanoda?

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

“Musazvidya Mwoyo Nezvechinhu Chero Chipi Zvacho”

Mazuva ano ekupedzisira zvinhu zviri kuita kuti vanhu vazvidye mwoyo zviri kuwanda. Chii chingatibatsira kuti tisanyanya kuzvidya mwoyo?

KURARAMA KWECHIKRISTU

Sarudza Nekuchenjera Zvinhu Zvekuzvivaraidza Nazvo

Ungashandisa sei nguva yako yaunozvivaraidza kuti ufadze Mwari?