Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

Mharidzo Dzekuenzanisira

Mharidzo Dzekuenzanisira

●○○ PAUNOONA MUNHU KEKUTANGA

Mubvunzo: Tiri kurarama mumazuva ekupedzisira here?

Rugwaro: 2Ti 3:1-5

Pekuzotangira: Chii chichazoitika kana mazuva ekupedzisira apera?

○●○ PAUNODZOKERA KEKUTANGA

Mubvunzo: Chii chichazoitika kana mazuva ekupedzisira apera?

Rugwaro: Zva 21:3, 4

Pekuzotangira: Tinofanira kuita sei kuti tizowana makomborero anovimbiswa naMwari?

○○● PAUNODZOKERA KECHIPIRI

Mubvunzo: Tinofanira kuita sei kuti tizowana makomborero anovimbiswa naMwari?

Rugwaro: Joh 3:16

Pekuzotangira: Kutenda muna Jesu kunorevei?